mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/07/57.txt

1 line
188 B
Plaintext

\v 57 Asi iwo, wakadanidzira neinzwi guru, wakavara nzewe dzawo, uye wakamanya kwaari; \v 58 Wakamubvisa kunze kweguta, wakamutema; uye wapupuri wakaisa nguwo pemumwe mukomana ainzi Sauro.