mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/02/01.txt

1 line
420 B
Plaintext

\c 2 \v 1 Uye ichizadziswa zuwa rePendekosti, wakanga wakaungana wese pamzvimbo imwe chete. \v 2 Uye pakarepo pakatinhira sekwemhepo inovhuvhuta nesimba kwakabva kudenga kukazadza umba wose yawakanga wegere. \v 3 Wakaona zvakanga zvaitika sendimi dzemoto dzakaparadzana uye dzakamhara pamusosoro pemumwe na mumwe wawo. \v 4 Uye wese wakazadzwa neMweya Mutswene, uye wakatanga kutaura nendimi, sekupowa kwawaitwa neMweya.