\v 27 Nekuti moyo yewanhu awa ikukutu, awazwisisi nendzewe dzawo, uye maziso awo akavharwa; kuti wasaone nemaziso, kutiwasanzwe nendzewe, kana kusazwa nemoyo yawo, asi wakatendeuka ini ndichawarapa.