mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/28/23.txt

1 line
308 B
Plaintext

\v 23 wakaranga kuti wazomuwone rimwe zuwa, wazhinji wakauya paigara; iye aitaura nekupa zvapupu nekuda kweUmambo waMwari; aitsaga kuti watende kuna Jesu, nekuda kwemutemo waMozisi, nekuda kwewaporofita, kubva makuseni kusvira manheru. \v 24 Uye amwe wakatendeswa nezvawaitaura; asi amwe wakanga wasigatende.