mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/28/16.txt

1 line
435 B
Plaintext

\v 16 Pamakasvika kuroma, Pauro akabumirwa kuti agare pake ega, nemusoja aimuchegeta. \v 17 Zvakaitika, pafura mazuwa matatu, Pauro akadana wakuru wewajuda; Pauro akadana pamberi pawo wakuru wewajuda; wakaugana, wakati: Warume hama, apana chadakaita kune wanhu, kana tsika dzanababa, kunyangwe kudaro ndakauya semusungwa kubva kuJerusarema, ipai mumawoko awaroma. \v 18 Waida kundisunugura, nekuti ini takanga ndisina mosva kuti ndife.