mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/28/05.txt

1 line
259 B
Plaintext

\v 5 Nokudaro, iye, akazunzira nyoka pamoto uye haana kukuwara. \v 6 Iwo wakanga wakamirira kuti iye azvimbe, kuti adone afe ipapo ipapo. Wakati wamirira nguwa refu, iwo wakaona kuti apana marwadzo arikumubata, wakachijdza mafukiro, uye waiti iye ndiye mwari.