mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/27/33.txt

1 line
320 B
Plaintext

\v 33 Kwawa kuda kuendza, Pauro akawayambira kuti wadye chinhu, achiti: Nhasi igumi namana, murikumirirei, musina kuendza kana chinhu. \v 34 Ini ndinokuyambirai kuti idya chinhu, Nekuti zvakanakira utano wenyu. \v 35 Uye apedza kutaura izvona, akatora chigwa, iye akatenda Mwari pamberi pewese; akamedura akatanga kudya.