mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/27/21.txt

1 line
318 B
Plaintext

\v 21 Takanga tane nguwa zhiji tisina zvekudya, saka Pauro, akamira pamberi pawo, akati: Warume, maifanira makaterera zano rangurokuti murege kubva maKirete, ipona mungadai makazviponesa pakuparadzwa nekurasikirwa uku. \v 22 Asi zvino ndinokukurudzirai kuti mutsunge; nokuti apana wenyu achafa, asi ticharuza chikepe.