mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/27/17.txt

1 line
252 B
Plaintext

\v 17 wakati wakwidzwa pamusoro, wakapidza tambo pamusoro pechikepe; wakatya kuti vangasairirwa kujecha, wakanderedza zvimiso zvomugungwa ndokubva varega chikepe chichisairirwa. \v 18 Takanga tava kuvhungwa vhungwa, zuwa remangwanawakaisa zvinhu kunze.