mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/27/03.txt

1 line
424 B
Plaintext

\v 3 Zuwa ramangwana, takasvika kuSidhoni; Uye Juriasi akabata zvakanaka Pauro, akatenderana kuti aenda kune chamwari, kuti wagamupa zvichaiwa. \v 4 Tichibva ipapo takaendazve, kugungwa tikapfura nezasi kweSaipurasi, nekuti mhepo yakanga ichitidziwisa. \v 5 Takati tayabuka gungwa reSirisia nePamufira, takauya kuMira muRisia. \v 6 Uye mukuru wezana, akawona chikepe cheArekizaandiria, Chaenda kuItari, takakwira mariri.