mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/26/27.txt

1 line
329 B
Plaintext

\v 27 Mambo agripa, munotenda waporofota here? \v 28 Ini ndinoziwa kuti munotenda. Agripa akati kuna Pauro: Unenge unoda kundiita mukristu nuguwa doko. \v 29 Pauro akati: Nguwa pfupi kana refu ndinonamata kuna Mwari kuti, murege kuwa imi basi, asi wese awa wakaterera kwandiri nhasi kuti wawe seni, kunze kwengetani idzi chete.