mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/26/24.txt

1 line
389 B
Plaintext

\v 24 Ipapo Fesitasi akati kuna Pauro nenzwi guru: Pauro wakupenga, kudzidza kwako kukuru kwakukupengesa! \v 25 Akapindura: Akati andisi kupenga chaungamire fesitasi; zwandiri kutaura ichokwadi uye zvinewatongi; \v 26 Mambo wanoziwa, zviro izwi uye ndinongona kutaura ndakasununguka, kwavari ndinogutsikana kuti apana chimwe chezviro; izvi chichawapunyutsa nokuti azvina kuitwa pakahwanda.