mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/26/12.txt

1 line
433 B
Plaintext

\v 12 pane imwe yerwendo idzi ndakanga ndichienda kuDhamasiko ndine muwono uye ndatumwa nawapirisita wakuru; \v 13 Nenguwa ndinenge dzamasikati mambo ndiri munzira ndakaona chiedza chakabva kudenga chaipenya kupfura zuwa, chakawaima chakandipoteredza ini newandairwa nawo. \v 14 Tese taka donhera pasi ,uye ndakaziwa izwi richiti kwandiri nemutauro wechiHebhuru: Sauru,Sauro unonditambidzireiko zwakakuomera iwe kuti ukawe zwibayiso.