mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/26/09.txt

1 line
407 B
Plaintext

\v 9 Ini ndakanga ndafunga kwandiri, ndizwo zvadaigona kupikisa zvaJesu. \v 10 Uye ndizwo chaizwo zwandakaita muJerusarema; nemuwono yandakanga ndapiwa nawapirisita wakuru, ndakaisa wazhinji wewatsvene mutorongo uye pawainge wachiuraiwa ndaitenderana nazwo. \v 11 Ndaiwashugurudza mazhinji muma sinagoge, ini ndaiwamanikidza kumura Mwari. ndakanga ndakatsamwa kwawari, kunyangwe maguta yewamwe ini daitera;