mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/24/24.txt

2 lines
355 B
Plaintext

\v 24 mushure kwemazuva akawanda Firikisi akauya akauya nemukukadzi wake dhurisira ,uyo ari muJuda akadaidza Pauro kuti auye amuzwe sezuro aitaura pamusoro pezwekutenda muna Kristu.
\v 25 Ipapo Pauro paakanga arikudzidzisa pokurarama kuzwidzora nokutongwa kuchauya Firikisi akatya akati zwakwana kwazwino ungaenda hako ndakange ndakukuda ndichakudaidza