mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/24/22.txt

1 line
281 B
Plaintext

\v 22 Ipapo Ferekisiuyo akanga achinzwisisa nezvegwanzi iro akambomisa dare akati kana Risiasi mukuru wawarwi auya ndichanga nyaya yenyu. \v 23 Ipapo akataura mukuru wezana kuti Pauro achengetwe newarindi asi asununguke uye shamwari dzake dzidvumirwe kuti dzimuunzire zwekurwava .