mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/24/10.txt

1 line
479 B
Plaintext

\v 10 Mubati akati atendera kuti ataure Pauro akapindura akati ndinoziwa kuti manga muri mutongi wedzinza iri kwamakore akawanda saka ndinofara kuti nditsanangure ini kwamuri. \v 11 Imi munoziwa nyorere kuti mazuwa gumi namairi haasti atopera kudva pandakaenda konamata ku Jerusarema. \v 12 Apa awana kundiona ndichiita nharo naani zvake muchechi kana kupfurira wazhinji musinagogo kana muguta zwaro. \v 13 Iwo hawakwanisi mkukubudisirai chokwadi chenyaya yaunopomera kwandiri.