|
\v 4 Asi kuti tisakuneyiizwe ndinokumbira hangu kuti mutinzwe nenyasha mungotinzwa henyu kwenguwa doko. \v 5 Saka takaona kuti murume uyuakaipa anomutsa waJuda munyika yose ndiye mutungangamiri wechikwata rewa Nazareta. \v 6 Uye wakaenda kushandisa chechi ndosaka takamusunga. |