mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/23/25.txt

1 line
253 B
Plaintext

\v 25 Iye akanyora tsamba, yataura richiti: \v 26 Kiraudhiyo Risiasi, kuna changamire, mubati Ferikisi, kwaziwai. \v 27 Murume uyu akasugwa newajuda, wakanga waripanguwa yekuda kumuuraya, ndakauya nemasoja ndikamutora, pakabvudzwa kuti akanga arimuroma.