mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/23/20.txt

1 line
332 B
Plaintext

\v 20 Iye akati: Wajuda wawirirana kuti mangwana wakumbire Pauro kuti auye Kudare Guru, kunge warikuda kumubvudza zvinhu; \v 21 Asi imi musabvimirane nawo; nekuti warume wanosvika mazana mana wakagadzirira, waripamusoro pekutukwa waita mhiko kuti tisadye kana kumwa kusvikira tamuuraya; iwo watogadzirira, wachimirira mubvumo wenyu.