mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/23/09.txt

1 line
345 B
Plaintext

\v 9 Kwakawa nepopoto; uye wanyori wakasimukawakanga warikuwafarise, wainetsana, wachiti: Apana chakaipa chataona mune murume uyu; kana ngirozi kana kuti mweya wakataura naye? \v 10 Wakanetsana kukuru, mukuru wemasoja, akatya kuti Pauro asa urwaiwe nawo, akatuma masoja kuti wamubvisi pamberi pawo, wakamutora wakaenda naye mutsvimbo dzawarwi.