mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/23/06.txt

1 line
396 B
Plaintext

\v 6 Uye Pauro, achiziwa kuti imwe tsvimbo ndiwasadusei, imwe ndiwafarisi, iye akadanidzira mudare guru: Warume hama, ini ndirimufarise, mwana wemufarise; nekuda kwetariro uye nekumuswa kwewakafa ini ndirikutongwa. \v 7 Uye iye, ataura izvi, wafarise newasaduse wakanetsana; uye wazhinji wakapesana; \v 8 nekuti wasaduse wanoti akuna kumuswa, kunyangwe ngirozi kana mweya; asi wafarise warikwese.