mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/22/27.txt

1 line
342 B
Plaintext

\v 27 Uye mukuru wemasoja, akasvika paduze naye, akati: ndiudze kuti iwe urimuroma? iye akati: hongu. \v 28 Mukuru wemasoja akapidura: Ini nemare ijinji ndakatora wanhu waroma. Pauro akati: Ndinazvo kubva pandakaberekwa. \v 29 Wese waida kumubvudza wakabuda ipapo; mukuru wemasoja akatya, wachinzwa kuti Pauro akanga arimuroma, akanga asugwa.