mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/22/12.txt

1 line
235 B
Plaintext

\v 12 Umwe murume ainzi Ananiasi, Aitya nekuda kwemitemo, akanga anezvapupu zvakanaka kune wajuda wese wakanga waripazvimbo iyona; \v 13 Akauya kwandiri, akamira pamberi pangu, akati: hama Sauro, chiwona; nguwa yacho ndakatanga kuwona.