mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/21/34.txt

1 line
319 B
Plaintext

\v 34 Uye muwazhinji waidanidzira umwe na umwe, nemaitiro ake: asi iye akanga asinga ziwe namauto, iye akawatuma kuti waende naye kudzimba dzawarwi. \v 35 Paakasvika pamatanho bongozozo rewnhu rakanga rakurisa zvekuti akaita zvokutakurwa nawarwi. \v 36 Wanhu wazhinji waitewera wakaramba wachidanidzira: muedzwei panze!