mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/21/32.txt

1 line
240 B
Plaintext

\v 32 Wakamutora nemasoja nemukuru wezana, akamanya kusvikra kwawari. Iwo nemukuru wemasoja, wakamira kuruwa Pauro. \v 33 Saka muruku wemasoja, akasvika paduze naye, wakamusonga, nemageni mairi; akabvudza kuti ndiye aniko, zvaakanga akaita.