mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/21/25.txt

1 line
285 B
Plaintext

\v 25 ndewapiko wakatenda kuhedeni, isu takanyora, takatonga kuti musape murayiro, neropa, nenyama yemhuka, nechiwi cheupobwe. \v 26 Saka Pauro, akaenda naye, wacheneswa zuwa remangwana, akapida mutemberi, akaudza kuti zvadzadziswa mazuwa ikuchenesa, pawakapiwa nawo, umwe nekupakwake.