mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/21/17.txt

1 line
264 B
Plaintext

\v 17 Patakasvika kuJerusarema, hama takadzigamuchira nekuda kwakanaka. \v 18 Muzuwa ramangwana, Pauro akapida nesu muimba yaJakobho, wakuru wese wakauya ikoko. \v 19 Wanechisuwo, iye akawaratidza nemufananidzo mwari zvakanga akaita kuwahedeni nekuda kwebasa rake.