mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/21/05.txt

1 line
241 B
Plaintext

\v 5 Zuwa iro wakapfura napo, pakabuda takatewera nzira yedu, takaperekedzwa newana newakadzi kusvikira kunze kweguta; wakapfugama kumahombekompe, tikanamata. \v 6 Takamuresana umwe na umwe, takakwira chikepe; iyo wakadzokera kudzimba dzawo.