mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/21/03.txt

1 line
236 B
Plaintext

\v 3 Patakaenda kuSaipurasi, tasiya roboswe takaenda kuSiria, takauya kuTire; nekuti chikepe chaida kusiya nhumbi dzacho. \v 4 Isu takagara ipapo kumazuwa manomwe; takaona wadzidzi, wanoti kuMweya kuna Pauro, kuti asakwire kuJerusarema.