mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/21/01.txt

1 line
193 B
Plaintext

\c 21 \v 1 Zvakaitika patakuabuda paari, waenda, takaenda, takauya kuKosi, zuwa ramangwana kuRhodzi, takaenda kuPatara. \v 2 Padakaona chekepe chaipfura nekuFonisia, takakwira machiri tekaenda.