mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/20/28.txt

1 line
341 B
Plaintext

\v 28 Zvichenjerei imi pachenyu neboka rose, ramaitwa watariri waro naMweya Mutswene, kuti mufudze kereke yaMwari, iye yakatora neropa rake. \v 29 Nekuti izvi ini ndinozviziwa, kwaenda kwangu wachapida mapere asingagarike nawo, awastwire tsitsi makwai; \v 30 Uye pakati penyu pachasimuka warume wahataura zvisina kurura, kuti atore wadzidzi.