mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/20/25.txt

1 line
235 B
Plaintext

\v 25 Zvino, ini ndinoziwa kuti mese imi, wadakaparidzira Umambo waMwari, amuchawone chiso changu. \v 26 Naizwozwo ndinokupai zvapupu zviripachena ndakachena kuropa renyu rese; \v 27 Nekuti ini adina kumira kuparidza kurudziro raMwari.