mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/20/17.txt

1 line
550 B
Plaintext

\v 17 Asi iye akatumira tsamba kubva kuMitarisi kusvikira kwaEfeso, akadana wakuru wekereke. \v 18 Pawakaona Pauro, iye akati: imi munoziwa kuti kubva zuwa rekutanga radakapida muEzhia, magariro adaita nemi panguwa iwo; \v 19 Tichishandira Ishe nekusvininipesa, nekuchema, nekuendzwa, wakararama kwandiri nezvito zvawajuda; \v 20 Kunge ini, zuwa wamunowanawo, apaa chadakasiya kutaura kwamuri, ndaidzidzisa paruzhinji nemudzimba; \v 21 Ndichipa zvapupu, kuwajuda nekugiriki, kuzvidemba kuti watendeuka kuna Mwari, nokutenda kwaIshe wedu Jesu Kristu.