mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/20/09.txt

1 line
330 B
Plaintext

\v 9 Pazvimbo pakanga pane umwe jaya ainzi Yutiko, akanga abatwa nehope chaizvo, uye, Pauro akaramba achitaura kwenguwa refu, Yutiko, akanga anyatsobatwa nehope, akadona pasi achibva kuimba yechitatu; akasimudzwa akafa. \v 10 Asi, Pauro akadzika, akamuisa mawoko, akamubata, akati: Musashushikane, nekuti mweya wake uchiri mahari.