mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/20/04.txt

1 line
331 B
Plaintext

\v 4 akaperekedzwa kuEzhia naSapota, kuBheria; kuwaTesaronika, naAristakusi, naSekundo, naGayo wekuBhebhe, naTimoti; wekuEzhia, Tikikasi naTirofimasi. \v 5 Waenda kumberi wakatimirira kuTroasi. \v 6 Apera mazuwa yezvigwa zvisina mbiriso, wakakwira chikepe wakaenda kuFiripi, mazuwa mashano takauya kwawari, takagara mazuwa manomwe.