mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/19/38.txt

1 line
476 B
Plaintext

\v 38 Zvino kana Dhemitiri nedzimwe mhizha dzanadzo akanga anemhosva na anizvake matare yedzimhosva akavurirwa, uye watongi warimu wanogona; kuwakwirira awo. \v 39 Kana pane chimwe chinhuzve chamugada kutaura chinofanira kutaurwa pawogano iri pamutemo. \v 40 Asi sezvazviri izvi tirpanjodzi yekuti tigagopuwa mhosva yekumutsa bongozozo nekuda kwezvaitika nhasi kana pane chimwezve zvamugande kutaurwa paungano iri pamutemo. \v 41 Akati ataura izvi akaraira kuti ungano iparare