mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/19/30.txt

1 line
339 B
Plaintext

\v 30 Pauro, akada kuya pamberi pewanhu, asi wadzidzi hawana kutendera. \v 31 Ne amwe wakuru wekuEzhia, wakanga warishamwari dzake waktumira shoko, wachikumbira kuti asazviratidze munhandare. \v 32 Ungano yakanga yanyokaniswa amwe aidaidzira chimwe chinhu,amwe chimwe; nekuti wazhinji wewanhu wakanga wasingatoziwe kuti sei wakanga waripo.