mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/19/21.txt

1 line
284 B
Plaintext

\v 21 Shure kokunge zvose izvi zvaitika, Pauro akafuna zvokuenda kuJerusarema achipfura, nekuMasedhonia, nukuAkaya achiti: Kana ndabosvika ikoko, ndinofanira kuchanyira Roma. \v 22 Akatuma wabatsire wake wairi tomti naErastasi, Masedhonia, iye achimbosara kunyika ainzi Ezhia penguwa.