mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/19/18.txt

1 line
358 B
Plaintext

\v 18 Zvino wazhinji wakanga watenda, wakauya wakareurura pachena mabasa awo akanga akaipa. \v 19 Wazhinji wakanga wachiita zveunganga wakauganidza mabhuku awo pamwete, wakaapisa pamberi paanhu, wakati, wawerenga mutengo amabhuku acho, mare ikasvika madhirakema zviuru makomi mashanhu. \v 20 Nenzira iyi Shoko raIshe rakapararira kwazvo uye rikakura musimba.