mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/19/11.txt

1 line
215 B
Plaintext

\v 11 Mwari akaita mabasa anoshamisa na mawoko a Pauro, \v 12 Zvokuti kunyabgwe nehangachepfu namaaporoni akanga aripamwiri wake zvakaendeswa kuwarwere, zvirwere zvawo zvikaporeswa, uye mweya yakaipa yakabva pawari.