mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/19/08.txt

1 line
471 B
Plaintext

\v 8 Pauro akapida musinagogi, akataura asigatye imomo kwemwedzi mutatu, achikakawadzana nawo zvinyoronyoro pamusoro peUmambo waMwari. \v 9 Asi amwe awo wakawomesa moyo yawo, wakaramba kutenda, wakashoropodza nzira iyo pamberi pewanhu, saka abva pawari; akatora wadzidzi akaenda nawo, akanoita urukuru nawo zuwa nezuwa pachikoro chaTirano. \v 10 Izvi zvakaramba zvichiitwa kwamakore mairi; zvekuti wajuda wese newagirike waigara munyika yeZhia wakanzwa shoko raIshe Jesu.