mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/19/01.txt

1 line
296 B
Plaintext

\c 19 \v 1 Aporosi paakanga achiri paKurinde, Zvakaitika, Pauro akafamba nemugwagwa wakanga uchipida nemukati penyika, Iye akauya kwaEfeso; akawana amwe adzidzi ipapo, \v 2 akawati: Makagamuchira Mweya Mutswene here makatenda? Wakapidura wakati: Kwete atina kutonzwa kuti kune Mweya Mutswene isu.