mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/18/14.txt

1 line
277 B
Plaintext

\v 14 Pauro achida kumvura muromo, Gario akati kune wajuda: munonyunyuta pamusoro pemhosva dzikuru, wajuda, kana matadza kupikisana zvakanga zviri nyore kwandiri kuti ndikuteerei. \v 15 Asi sezvo inchowa mubvudzo, nezita, nemurayiro uripakati pedu; pazvino izvi andide kutonga.