mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/18/04.txt

1 line
343 B
Plaintext

\v 4 Iwo wainetsana musinagogi sabata imwe na imwe; achiedza kugomberedza majuda nemagirike. \v 5 Sirasi na Timoti wakadzika kuMashedonia, Pauro akabatwa neMweya, kuti apezvapupu kuti Kristu ndye Jesu. \v 6 Asi wakapikisa wakatuka, akazunza guo dzake akati: Ropa renyu ngariwe pamusoro penyu; ini ndakachena; kubva zvino ndichaenda kuwahedeni.