mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/17/28.txt

1 line
297 B
Plaintext

\v 28 Nekuti maari ndimo matinorarama, matinofamba, uye matino gara; sezvonorewa amwe madetembi: Nekuti isuwo tirichibereko chake. \v 29 Sezvo tirichibereko chaMwari, atifanire kufunga kuti umwari wakaita se wakaita segoridhe, kana sirivha, kana ibwe, chimufananidzo chakawezwa noumhizha wemunhu.