mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/17/19.txt

1 line
326 B
Plaintext

\v 19 Wachimutora, wakaenda naye kuAreopagasi wachiti: Tinoda kuziwa kuti dzidziso itsva iyi yauri kudzidzisa? \v 20 Urikunza pfungwa dzitsva munzewe dzedu; saka tirikuda kuziwa kuti zvinorewei. \v 21 (WaAtene wese newatorwa waigara ipapo wasina nguwa yawo wasina chimwe chawaita kunze kwekungotaura nokuteerera shoko itsva).