mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/17/18.txt

1 line
243 B
Plaintext

\v 18 Boka nawachenjere nawaEpikoro nawaStoikiwaita naro naye; amwe waite: Ko uyu mataurire ake asina maturo arikuendza kutiko? amwe wachiti: Pamwe iye anoparidza wana mwari wokumwe. Nekuti iye aiwaparidzira shoko raJesu Kristu nekumuka kwake.