mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/17/16.txt

1 line
217 B
Plaintext

\v 16 Pauro akawamirira kuAtene, mweya wake waishushikana makati make, achiona guta racho rakanga risere nemufananidzo. \v 17 Saka akataurirana nawajuda, newatya Mwari; mumusika zuwa ne zuwa, kuti wauya kusvira ikoko.