|
\v 32 Wakamuudza masoko yaIshe, wese wakanga warimumba. \v 33 Wakaenda nawo, mausiku iwawo, akawasuka zviroda zvakanga warohwa, ipapo wakabhabhatidzwa newese. \v 34 Akawatora akaenda nawo kumba kwawo, akaisa chikafu; akafara zvikuru, wakatenda kuna Mwari neumba yake ose. |